Lyrics.com »

Search results for 'varikuda'

Yee yee! We've found 10 lyrics matching varikuda.

Year:


Filter by gender:

Lyrics:

(K1)
(Ah Ko Vangatidii?)
Gang, ndapinda ne gang
Tichitsvaga vese varikuda kuSaiza
Varikuda kuSasa, varikuda kutaura kwavasina kuswera
Mu gore ra Two
vanoda twangu
Vehama vanoda zvangu
(Why? why? why?)
Kubva kudhara mwari vaneni
Kuhope ndairatidzwa varikuda nezvangu ndinokuzivai
Musafunge ndakadhibha,
varipaden
Vakuda muroora
Varikuda marands
Vakuda madhora
Kana kumusha gogo varikuda solar
Ndichirova champopo vachirova koka kora
Mi also want the life
vanokutedzera
They want to lie on you varikuda kukunyepera
But inini zvangu ndinongo admire
Ukati you want to back it up handiti maya
Fire flames zvinhu zvacho
Kana ndishanda ndoshandira
Mhuri yangu
Kana ndichitsvaga ndotsvagira mhuri
Kana ndishanda ndoshandira
Mhuri yangu

Mama varikuda weave
Mwana akuda
anokuudza
Nowadays varikuda nezvangu, ma Label hobho arikuda kundi-signer
But now ndakuziya value yangu
Signature yangu hamuiwane hamundiwane (yeah)
Kudhara
expectancy yemubhadharo
Munomu muZum, problem ndeyekuti
Varikuda kuhwinaVarikuda kuhwina vega but
We need to work as one toisa musoro pamwe chete
But time
ndiani anoivhara
Ndikuita zvandairota ndichikura
Vechikuru pavanondiona vonditsiura
Ndakwa nechamba zvekutadza kusunga chimwe
Havana mukanwa asi varikuda
Chete chandabata varikuda kuchibvuta
Varikubata bata mushonga varikushereketa
Twenty four hour ndiri mucell ndakabatwa
Ndichitryer kupinza phone call
tea yandiri kunwa vamwe varikuda kudira surf

1997 mama gave birth to a problem
All these rappers facing today but that ain my problem
I speak my 2

Discuss these varikuda Lyrics with the community:

0 Comments

    We need you!

    Help build the largest human-edited lyrics collection on the web!

    Search for song lyrics by

    Genres »

    Styles »

    Browse Lyrics.com

    Quiz

    Are you a music master?

    »
    What band released a song with the lyrics "Cause I was sent to warn you the devil's right beside you"?
    A Silent Theory
    B Pop Evil
    C Shinedown
    D Smith & Myers

    Free, no signup required:

    Add to Chrome

    Get instant explanation for any lyrics that hits you anywhere on the web!

    Free, no signup required:

    Add to Firefox

    Get instant explanation for any acronym or abbreviation that hits you anywhere on the web!