Lyrics.com »

Search results for 'kwavasina'

Yee yee! We've found 5 lyrics matching kwavasina.

Year:


Filter by gender:

Lyrics:

Vanongo shora apa hapana kana chavanoziva
Vanongoshora apa mubrain hamuna kana nyaya

Kutaura kwavasina kuswera gossiping havatye
Busy kujudger
(K1)
(Ah Ko Vangatidii?)
Gang, ndapinda ne gang
Tichitsvaga vese varikuda kuSaiza
Varikuda kuSasa, varikuda kutaura kwavasina kuswera
Mu gore ra Two
kutemwa nema Gz
Moto moto kana tasvika mu club
Varikungo baya fire emoji
Pa every pic randirikuposta
(Aye)
Kana votaura vanosasa kwavasina kuswera
Kana
busy
Kungovapa mic vanokufeeder beans
Vanongoda ugare wapinda muchic
Vanofara wanetsana nema geez
Taura kwavasina kuswera kunge munhu anoverenga news
munamato yemaReverend
Kune vanotaura kwavasina kuswera
Asi kana Ukazonyatsovateerera 
Ndopaunoona kuti havana kunzvera
Havana kungwara asi  varikutorwara

Discuss these kwavasina Lyrics with the community:

0 Comments

    We need you!

    Help build the largest human-edited lyrics collection on the web!

    Search for song lyrics by

    Genres »

    Styles »

    Browse Lyrics.com

    Quiz

    Are you a music master?

    »
    Which song did this line come from? "You should take it as a compliment. If I were you, I would be more confident".
    A Happier Than Ever - Billie Eilish
    B Talk to Me - Cavetown
    C Pretty Girl - Clairo
    D Dying on the Inside - Nessa Barrett

    Free, no signup required:

    Add to Chrome

    Get instant explanation for any lyrics that hits you anywhere on the web!

    Free, no signup required:

    Add to Firefox

    Get instant explanation for any acronym or abbreviation that hits you anywhere on the web!