Gona Gona

King Obreeze

0 fans

King Obreeze


2:54
#1

 Struggling with Gona Gona? Become a better singer in 30 days with these videos!

Kubva kare ndichishingirira
(Shinga mwanangu)
Ha haa haaaa
(Zvichanaka mwanangu)
HolyJuice nonstop
(Ah ah ah)
Mi name Obreeze
Kubva Kare ndichishinga ndichizamazama
Zuva nezuva ndichingopfugama
Ndichisimbiswa neshamwari zvese nehama
Ah haaa hahaaa
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Asi mukugona usabate makona
Kuna Mwari kudenga ziva anowona
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Asi mukugona usabate makona
Kuna Mwari kudenga ziva anowona
Mwari kumusoro dai makomborera
Kwandinoenda manditungamira
Mondibvisa matambudziko anondiwira
Ndikwanise kuzoita zvandoshuwira
Haisi nyore kupusha scraper
Maoko mavanga ndichichekwa chekwa
Matambudziko dziva kunge rasekwa
Kugara hupenyu hwekugara ndichisekwa
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Asi mukugona usabate makona
Kuna Mwari kudenga ziva anowona
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Asi mukugona usabate makona
Kuna Mwari kudenga ziva anowona
Zvakanzi sango rinopa waneta
Ngarichindipawo haiwa ndaneta
Hembe chakwata nedikita ndatota
Ndakuda kurarama zvandairota
Zvinotadza nei
Vamwe vanoenda ndichisara sei
Ndipindurei ko zvinodei
Ah ahaa haa haa
Kubva kare ndichishingiriraa
(Shinga mwanangu)
Ha haa haaaa
(Zvichanaka mwanangu)
(Ah ah ah)
Aha haa haaa
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Asi mukugona usabate makona
Kuna Mwari kudenga ziva anowona
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Asi mukugona usabate makona
Kuna Mwari kudenga ziva anowona
Mwari kumusoro dai makomborera
Kwandinoenda manditungamira
Mondibvisa matambudziko anondiwira
Ndikwanise kuzoita zvandoshuwira
Haisi nyore kupusha scraper
Maoko mavanga ndichichekwa chekwa
Matambudziko dziva kunge rasekwa
Kugara hupenyu hwekugara ndichisekwa
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Asi mukugona usabate makona
Kuna Mwari kudenga ziva anowona
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Ndakuda kugona gona
(Gona mwanangu)
Asi mukugona usabate makona
Kuna Mwari kudenga ziva anowona

 Struggling with Gona Gona? Become a better singer in 30 days with these videos!

Written by: OBRIEN GOWO

Lyrics © DistroKid, Songtrust Ave

Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Discuss the Gona Gona Lyrics with the community:

0 Comments

    Citation

    Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:

    Style:MLAChicagoAPA

    "Gona Gona Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 28 May 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/5668042/King+Obreeze/Gona+Gona>.

    Missing lyrics by King Obreeze?

    Know any other songs by King Obreeze? Don't keep it to yourself!

    Watch the song video

    Gona Gona

    20,897
    71     0

    Browse Lyrics.com

    Quiz

    Are you a music master?

    »
    Who wrote a majority of Rush's songs?
    A Geddy Lee
    B Neil Peart
    C Alex Lifeson
    D Everyone wrote the same amount of songs.

    Free, no signup required:

    Add to Chrome

    Get instant explanation for any lyrics that hits you anywhere on the web!

    Free, no signup required:

    Add to Firefox

    Get instant explanation for any acronym or abbreviation that hits you anywhere on the web!

    King Obreeze tracks

    On Radio Right Now

    Loading...

    Powered by OnRad.io


    Think you know music? Test your MusicIQ here!