Newe Uchinyanya
Kilamani
The easy, fast & fun way to learn how to sing: 30DaySinger.com
Ndivana Judas Iscariot Ndivana Judas Iscariot Kana ndikazvifunga zvinondikwidza BP Zvimwe zvamunoita varumwe hazviiti Kana kana ndikazvifunga zvinondikwidza bp Hona makandipedzera nguva yangu Vandaitruster ndichiti mabhururu Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu Vandaitruster ndichiti mabhururu Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu Varipo vaindirwirawo Muchizviona Varipo vaindirwirawo Muchizviona Zvikanzi terera unzwe Inzwa Ranga Havana rudo newe ava Vanerunya Havadi udye rinopisa Asi chimunya Kana makuna kuna ndo avanoshuva Havafare kukuona parinobuda Kunyangwe udonhe kangani iwe Ramba uchimuka Chirega kuwanza rudo Ita uchibuka Vamwe vachakupandukira Pazvichaguma Newe uchinyanya Newe uchinyanya Newe uchinyanya Newe uchinyanya Newe uchinyaaaanya Newe uchinyanya Newe uchinyaaaanya Newe uchinyanya Vandaitruster ndichiti mabhururu Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu Vandaitruster ndichiti mabhururu Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu Ndivana Judas Iscariot Ndivana Judas Iscariot Kana ndikazvifunga zvinondikwidza BP Zvimwe zvamunoita varumwe hazviiti Kana kana ndikazvifunga zvinondikwidza bp Hona makandipedzera nguva yangu Vandaitruster ndichiti mabhururu Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu Vandaitruster ndichiti mabhururu Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu Varipo vaindirwirawo Muchizviona Varipo vaindirwirawo Muchizviona Zvikanzi terera unzwe Inzwa Ranga Havana rudo newe ava Vanerunya Havadi udye rinopisa Asi chimunya Kana makuna kuna ndo avanoshuva Havafare kukuona parinobuda Kunyangwe udonhe kangani iwe Ramba uchimuka Chirega kuwanza rudo Ita uchibuka Vamwe vachakupandukira Pazvichaguma Newe uchinyanya Newe uchinyanya Newe uchinyanya Newe uchinyanya Newe uchinyaaaanya Newe uchinyanya Newe uchinyaaaanya Newe uchinyanya Vandaitruster ndichiti mabhururu Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu Vandaitruster ndichiti mabhururu Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu
Watch: New Singing Lesson Videos Can Make Anyone A Great Singer
Citation
Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:
Style:MLAChicagoAPA
"Newe Uchinyanya Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 26 Apr. 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/5346655/Kilamani/Newe+Uchinyanya>.
Discuss the Newe Uchinyanya Lyrics with the community:
Report Comment
We're doing our best to make sure our content is useful, accurate and safe.
If by any chance you spot an inappropriate comment while navigating through our website please use this form to let us know, and we'll take care of it shortly.
Attachment
You need to be logged in to favorite.
Log In