Mwana

Shadreck Mutuka

0 fans

Shadreck Mutuka


5:50
#1

 Become A Better Singer In Only 30 Days, With Easy Video Lessons!

Kudza baba namai mazuva achawanda panyika mwanawe
Kudza baba namai mazuva achawanda panyika mwanawe
Kana denga richazururwa naShe
Makomborero achaburuka pauri
Zvaunoshuvira mwanawe mukurarama zvinobva mukukudza baba namai
Mwanangu terera kutaura kwamai nababa takakurera
Uri mwana wemunana, takanamata usasiye denga
Mwanangu terera kutaura kwamai nababa takakurera
Uri mwana wemunana takanamata usasiye Jesu
Chakutungamirira mwanangu uri mumba muno
Asi paunobuda Ishe ngaave newe
Chakuudzawo paunokanganisa uri pamba pano
Asi paunobuda Ishe ngaave newe
Chakuranga paunokanganisa mwanangu
Shinga ziva Baba rudo
Chakuranga paunokanganisa mwanangu
Shinga ziva Mai rudo
Kudza baba namai mazuva achawanda panyika mwanawe
Kudza baba namai mazuva achawanda panyika mwanawe
Kana denga richazururwa naShe
Makomborero achaburuka pauri
Zvaunoshuvira mwanawe mukurarama zvinobva mukukudza baba namai
Muvadzidzise kuterera shoko vana vachidiki mhai
Vasasiya gwara rakanaka
Mafundise kurava magwaro baba pavanokura vana ava
Vasasiya gwara rakanaka
Muvadzidzise kuterera shoko vana vachidiki mhai
Vasasiya gwara rakanaka
Mafundise kurava magwaro baba pavanokura vana ava
Vasasiya gwara rakanaka
Mwanangu terera kutaura kwaMai naBaba takakurera
Mwanangu terera kutaura kwaMai naBaba takakurera
Uri mwana wemunana takanamata usasiya denga
Uri mwana wemunana takanamata usasiya Jesu
Kudza baba namai mazuva achawanda panyika mwanawe
Kudza baba namai mazuva achawanda panyika mwanawe
Kana denga richazururwa naShe
Makomborero achaburuka pauri
Zvaunoshuvira mwanawe mukurarama zvinobva mukukudza baba namai
Kudza baba namai mazuva achawanda panyika mwanawe
Kudza baba namai mazuva achawanda panyika mwanawe
Kana denga richazururwa naShe
Makomborero achaburuka pauri
Zvaunoshuvira mwanawe mukurarama zvinobva mukukudza baba namai

 The easy, fast & fun way to learn how to sing: 30DaySinger.com

Written by: SHADRECK MUTUKA

Lyrics © DistroKid

Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Discuss the Mwana Lyrics with the community:

0 Comments

    Citation

    Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:

    Style:MLAChicagoAPA

    "Mwana Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 9 May 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/5186454/Shadreck+Mutuka/Mwana>.

    Missing lyrics by Shadreck Mutuka?

    Know any other songs by Shadreck Mutuka? Don't keep it to yourself!

    Browse Lyrics.com

    Quiz

    Are you a music master?

    »
    Blank Space Taylor Swift: got a ____ ____ __ _______ they'll tell me i'm insane.
    A lot of Starbucks lovers
    B lot of Starbucks mothers
    C long list of some lovers
    D long list of ex lovers

    Free, no signup required:

    Add to Chrome

    Get instant explanation for any lyrics that hits you anywhere on the web!

    Free, no signup required:

    Add to Firefox

    Get instant explanation for any acronym or abbreviation that hits you anywhere on the web!

    Shadreck Mutuka tracks

    On Radio Right Now

    Loading...

    Powered by OnRad.io


    Think you know music? Test your MusicIQ here!