Munhu Wacho

Jusa Dementor

0 fans

Jusa Dementor

Jusa Dementor is a musical artist known for his unique blend of reggae, dancehall, and afrobeats, creating infectious and high-energy music. With his captivating lyrics and lively performances, Jusa Dementor has gained a following for his ability to bring diverse musical influences together. more »


3:24

 The easy, fast & fun way to learn how to sing: 30DaySinger.com

Its Jusa Dementor
Yeah yeah yeah
Yeah yeah yeah
Vainditi ndakapuuuusa
Vese vaigaya ndirifuuuuza
Ndichikuteera uchindiramba
Vachiti hauhwine injuga
Asi ndakabvuma kupusa
Mari ndikaenda kunodusa
Vanobhowekana patinopfuura kuti
Ndiye Ave mukadzi wajusa
Mombe yehuMai takai unza
Vachadikitira vopukuta
Ende vakawana nguva vakwane
Vaiti pauri inini handikwane
Saka zvaunoda inini ndinoteerera
Nekuti pauri inini ndatoperera
Ndikakushaya misodzi inoyerera
Ndingatodedera
Nekuti ndiwe munhu wacho pazvinhu zvacho
Muridzi wedhiri pazvinhu zvacho
Ndiweka chiqueen pazvinhu zvacho
Pazvinhu zvacho
Muridzi wedhiri pazvinhu zvacho
Pazvinhu zvacho
Ndiweka chiqueen pazvinhu zvacho
Pazvinhu zvacho
Hapana zvaunoita zvandisinga farire
Variko vamwe vasingade kuti tifare
Hapana kana pressure kuti tigarisane
Yeah yeah Hapana ini pasina iwe
Ndoda kupa Rudo rwangu rwese iwe
Hakuna mumwe mumoyo ndiwe
Ungave padhuze ungave Kure
Chido chemoyo wangu ndiwe
Unondiendesa kudenga rechi 7
Ngerozi yakabva nekuheaven
Anoda kusizer ini newe
Ndinomupinza pama1 sa11
You are up like 7
Sa Eva mugarden reEden
Mwari kudenga vakandiblesser
God given
Nekuti ndiwe munhu wacho pazvinhu zvacho
Muridzi wedhiri pazvinhu zvacho
Ndiweka chiqueen pazvinhu zvacho
Pazvinhu zvacho
Muridzi wedhiri pazvinhu zvacho
Pazvinhu zvacho
Ndiweka chiqueen pazvinhu zvacho
Pazvinhu zvacho
Imaster chef panya yemu kitchen
We are bonie and clyde kana torova mamission
If they try diss my babie then vano pinda pasticken
Hiya hiya hoo
watcha
ndovarova ne boxen
Hapana ini pasina iwe
Pasina iwe
I wish to always have you next me
Kwete kure kure kure
Hapana ini pasina iwe
Pasina iwe
I wish to always have you next me
Kwete kure kure kure
Nekuti ndiwe munhu wacho pazvinhu zvacho
Muridzi wedhiri pazvinhu zvacho
Ndiweka chiqueen pazvinhu zvacho
Pazvinhu zvacho
Muridzi wedhiri pazvinhu zvacho
Pazvinhu zvacho
Ndiweka chiqueen pazvinhu zvacho
Pazvinhu zvacho
Unondiendesa kudenga rechi 7
Ngerozi yakabva nekuheaven
Anoda kusizer ini newe
Ndinomupinza pama1 sa11
You are up like 7
Sa Eva mugarden reEden
Mwari kudenga vakandiblesser
God given

 Become A Better Singer In Only 30 Days, With Easy Video Lessons!

Written by: Tawanda Sibotshiwe

Lyrics © DistroKid

Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Discuss the Munhu Wacho Lyrics with the community:

0 Comments

    Citation

    Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:

    Style:MLAChicagoAPA

    "Munhu Wacho Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 18 May 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/4689757/Jusa+Dementor/Munhu+Wacho>.

    Missing lyrics by Jusa Dementor?

    Know any other songs by Jusa Dementor? Don't keep it to yourself!

    Watch the song video

    Munhu Wacho

    174
    5     0

    Browse Lyrics.com

    Quiz

    Are you a music master?

    »
    Who wrote "I'm in Love with My Car" by Queen?
    A Roger Taylor
    B Freddie Mercury
    C John Deacon
    D Brian May

    Free, no signup required:

    Add to Chrome

    Get instant explanation for any lyrics that hits you anywhere on the web!

    Free, no signup required:

    Add to Firefox

    Get instant explanation for any acronym or abbreviation that hits you anywhere on the web!

    Jusa Dementor tracks

    On Radio Right Now

    Loading...

    Powered by OnRad.io


    Think you know music? Test your MusicIQ here!