Madhuve (feat. Gtg Hvndsom3)

Bishop Andile


4:02

 Watch: New Singing Lesson Videos Can Make Anyone A Great Singer

Rudo rwako runofadza kupfura waini
Mudiwa wangu iwe unodi dhomotsa iwe
Meso ako injiva chaidzo
Une meso izere tariro
Mudiwa wangu iwe ndafonyoka
Madhuve iwe
Uri nhungo dzeimba yangu unindipa mufaro
Madhive iwe
Rudo rwako runondichemedza kubuda musodzi
Madhuve iwe
Uri nhungo dzeimba yangu unindipa mufaro
Madhive iwe
Rudo rwako runondichemedza kubuda musodzi
Uh
You are my soul (ehe)
You my all (ehe)
My Gosh the only girl I have known (nice)
All my Exs cab swallow that
You are the only girl I have ever love
Uh
Iwe Madhuve
Svedera padhuze
Huya ndiku kise
Moyo wangu ufare
Uh
It don't matter girl
What they say
Moyo wako handiupunze
You body and smile I like it
Them hips and curves I like it
Tono shooter mafirimi like Spike lee
You keep sane I like it
They don't know what we have been through
Been through
How you helped me down some crazy issues
Issues
Ndiri ghetto uri zim dancehall
We belong together girl like Mariah song
Rudo idraft ndabuda bhobho
Rudo iPolitics uri Sally ndiri bob
Madhuve iwe
Uri nhungo dzeimba yangu unindipa mufaro
Madhive iwe
Rudo rwako runondichemedza kubuda musodzi
Madhuve iwe
Uri nhungo dzeimba yangu unindipa mufaro
Madhive iwe
Rudo rwako runondichemedza kubuda musodzi
Ndiri samaita
Same mutopo asi madhuve anoita
Chido chemoyo
Anondifadza zvaanoita
Eish samaita zva munotogona kuspita
Hauna chauinacho chandingashore
Ukaenda moyo wangu haungapore
KuTaura newe moyo wangu une rugare
Bata ruoko rwangu tiende tose
Ndaigaro taura taura
Pandichamuwana muchakaura kaura
Rega ini ndimbo shaura shaura
Madhuve wandiWawura Murudo
Ganda revasikana (uhuh)
Manjenjenjenje (uhuh)
Chinakira matondo iwe (uhuh)
Matoyo meso(heya)
Madhuve iwe
Uri nhungo dzeimba yangu unindipa mufaro
Madhive iwe
Rudo rwako runondichemedza kubuda musodzi
Madhuve iwe
Uri nhungo dzeimba yangu unindipa mufaro
Madhive iwe
Rudo rwako runondichemedza kubuda musodzi
Madhuve iwe
Uri nhungo dzeimba yangu unindipa mufaro
Madhive iwe
Rudo rwako runondichemedza kubuda musodzi
Madhuve iwe
Uri nhungo dzeimba yangu unindipa mufaro
Madhive iwe
Rudo rwako runondichemedza kubuda musodzi

 The easy, fast & fun way to learn how to sing: 30DaySinger.com

Written by: Godknows Gonzo, Richie Musambasi

Lyrics © DistroKid

Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Discuss the Madhuve (feat. Gtg Hvndsom3) Lyrics with the community:

0 Comments

    Citation

    Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:

    Style:MLAChicagoAPA

    "Madhuve (feat. Gtg Hvndsom3) Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2022. Web. 26 Jan. 2022. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/3625256/Bishop+Andile>.

    Missing lyrics by Bishop Andile?

    Know any other songs by Bishop Andile? Don't keep it to yourself!

    Watch the song video

    Madhuve (feat. Gtg Hvndsom3)

    1,396
    40     0

    Browse Lyrics.com

    Quiz

    Are you a music master?

    »
    What was the name of the English rock band before it became the Beatles?
    • A. Iron Butterfly
    • B. Who
    • C. Quarrymen
    • D. Dave Clark Five

    Free, no signup required:

    Add to Chrome

    Get instant explanation for any lyrics that hits you anywhere on the web!

    Free, no signup required:

    Add to Firefox

    Get instant explanation for any acronym or abbreviation that hits you anywhere on the web!

    Bishop Andile tracks

    On Radio Right Now

    Loading...

    Powered by OnRad.io


    Think you know music? Test your MusicIQ here!