Pfvmbi (feat. NizzyRaps)

2KuI

0 fans

2KuI


3:30

 Watch: New Singing Lesson Videos Can Make Anyone A Great Singer

Nding-nding-nding-nding
Tikudzi dhonza ndandi
They calling me mahobho
Handizi guard
Ndogara ndiri super
Kuita kunge skadhi
Nezvima baby zveri thick sa 'Nicky Minaji'

Mukuti chiiko imi
Nhasi ndageza mnandi
Ma hater busy ku pratta
Hanzi ukuita kunge pfvmbi
Ndikumhanya $/20
Nyangwe ndisina chitambi
Handisati ndane hobho bag
But handizi bambi

Dzikundi sona pfvmbi
Dzikundi sona pfvmbi
Dzikundiita take-take
Dzikundi sona pfvmbi

Dzikundi sona pfvmbi
Dzikundi sona pfvmbi
Dzikundi sona pfvmbi

Yeah!

Ndiku looker fresh and clean ndiri ghetto
Hona mababy ondi teera
No versace No Gucci No Louis v
Ndakatova manyatera
Bvunza 'Banks' kana '2Kul' we are 'too cool '
Kwatinobva toyera
Drip ndo zhet chiri chi movie
Ndo raw yandinongoda ku player
Zviri zvema streets
Bvunzai ma chicks enyu
Ndakabva kure ne flow
Haku rapper ano bata mic seni
Ndini ndovharisa show
Ndri chi die hard no bad-mind
Pandiri apa hapana ane door
Vakango tanga neni ndova peta peta
Pandiri vanopinda ka four ahh

Ma baby avo ma tailer
Nekuti anogara akandi sona
Ndiri chi-king chimambo
Rega ndivape knowledge
Samusona
Ndini ndine zhet mambo ve vernac
King pazvese mazvinzwa
Shout out to my baby girl
Meegan daddy vako
Vanokuda wazvinzwa

Mukuti chiiko imi
Nhasi ndageza mnandi
Ma hater busy ku pratta
Hanzi ukuita kunge pfvmbi
Ndikumhanya $/20
Nyangwe ndisina chitambi
Handisati ndane hobho bag
But handizi bambi

Dzikundi sona pfvmbi
Dzikundi sona pfvmbi
Dzikundiita take-take
Dzikundi sona pfvmbi

Dzikundi sona pfvmbi
Dzikundi sona pfvmbi
Dzikundi sona pfvmbi

Yeah!

Tisu vapfana vakupisa pa tonaz
Mukute makes me handsome
Ndiri munzeve dzavo kunge mhete
Uri pasipe dombo
Kana uchiti haundi kete
Unoita heart attack uchiverenga
Pace yanda setter

We making headlines
Saka vachi sasa nezvedu
I gat the fire EP lingo coming soon
Ndiri baba vozeza kunge song ya Tuku
Kos chingoma chava pinza mu-mood

Ten years ndiri independent
Seka mwana ka cheche
Ndozviitira
You niggas tranna jake my hustle
Still don't matter
Ghetto rangu rondi mirira
Ma smarts tocheka rough
Heavy mucheka
Louis v kana chin-chilla
RIP-Gen'a rangu raka madha
Toonana pa second half

Mukuti chiiko imi
Nhasi ndageza mnandi
Ma hater busy ku pratta
Hanzi ukuita kunge pfvmbi
Ndikumhanya $/20
Nyangwe ndisina chitambi
Handisati ndane hobho bag
But handizi bambi

Dzikundi sona pfvmbi
Dzikundi sona pfvmbi
Dzikundiita take-take
Dzikundi sona pfvmbi

Dzikundi sona pfvmbi
Dzikundi sona pfvmbi
Dzikundi sona pfvmbi

Yeah!

 Watch: New Singing Lesson Videos Can Make Anyone A Great Singer

Written by: 2Kul Makuwatsine

Lyrics © DistroKid

Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Discuss the Pfvmbi (feat. NizzyRaps) Lyrics with the community:

0 Comments

    Citation

    Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:

    Style:MLAChicagoAPA

    "Pfvmbi (feat. NizzyRaps) Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 21 Jun 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/11877919/2KuI/Pfvmbi+%28feat.+NizzyRaps%29>.

    Missing lyrics by 2KuI?

    Know any other songs by 2KuI? Don't keep it to yourself!

    Browse Lyrics.com

    Quiz

    Are you a music master?

    »
    Who preached that “if you tolerate this then your children will be next”?
    A The Preachers
    B Manic Street Preachers
    C Breadline Preachers
    D Bad Preachers

    Free, no signup required:

    Add to Chrome

    Get instant explanation for any lyrics that hits you anywhere on the web!

    Free, no signup required:

    Add to Firefox

    Get instant explanation for any acronym or abbreviation that hits you anywhere on the web!

    2KuI tracks

    On Radio Right Now

    Loading...

    Powered by OnRad.io


    Think you know music? Test your MusicIQ here!