Song parody of
Tariro
by Innocent Kufakunesu
Here's where you get creative! Use our cool song parody creator to make a totally new musical idea and lyrics for the Tariro song by Innocent Kufakunesu.
Simply click on any word to get rhyming words suggestion to use instead of the original ones. You may also remove or alter entire lines if needed — when you're done save your work and share it with our community — have fun!
(Hekani mukuwasha)
Vanorima munda vanorima vane tariro yegoho rakanaka kumberi x2
Mbeu yatadyara tinomirira mangwana, x2
hakuna unoziva zvichabata riva (BV zvichabata riva)
Vanamati tinonamata tine tariro yekuenda kuna baba mangwana x2 (asi hapana anoda kufa)
Nhasi tanamata tinomirira mangwana x2
Hakuna unoziva zvichabata riva (BV zvichabata riva)
Kuti rega pamidze, rega pamidze, rega pamhidzen, rega pamidze
Unokuvaraiwe
Vanamai vanamai vatori netariro yekubatawo vana mumaoko x2 (chero mat wins)
Vasati vazvara vanomirira mangwana x2