Under water
Mista Nextlevel
Watch: New Singing Lesson Videos Can Make Anyone A Great Singer
I have said it before it's not easy to be Mista Next Level Rare music Shhh ahh aah Big voice Huh should I turn left where none is Right Or should I turn right where none is Left I have been mumagames e boxing am A star wekuti akakupotsa neright Anokupaleft Chandisingagone Kurasisa chete Handimbokurasisa kana Ndakasarasiswa chete They say ndinemukonyo ndiri Munhu Kutemba Nextlevel zvakafanana Neku trusta soccer bet Handi entertaine mbudzi Ndinongo feeda makwai Handi interfere ne mbudzi Mutu business twechihwai I will make sure on one thing before I die Kuti Nextlevel pa big five re world Haumushaye Ndiri form five I met muskana ainzi Vhai Akafa ne abortion trying to take Away life Aah aah shhh ahh shhh aah Ndokuvinga wakandi crossa se Rozary Ndine moyo wakatonhora body Yangu i mortuary Do not offend me se forgery Otherwise tirikuuya ne ma goons se Robbery Ma real life facts handina munhu Wanda threatena Asi Igaroziva Nextlevel vanemoto se gehena Simba rangu sometimes Handimboride Ndiri Putin two enda unobvunza Manake Bvunza blaz vake wobvunza amai Vake Asingandide hamheno hake coz Ndezvekwake I had a brother akauraya pfambi Yainzi Feyi Akaenda kujeri coz he had to pay Do you think he ain't my brother no more ? I hate it to see him dying slow Ndine vanhu vane money mind Goodsir We invade muma bhizimusi ese Under water Kana knowledge iri mvura Nextlevel vakatota Under water Don't claim kuti maybe Imbanje dzandibata Under water Aah aah underwater Under water tofema by God's grace Tiri mu hydrosphere chiskiri che Mackerel Dust mudenga pese patinosvika Saeed aku spinner zi BMA rine Barrel I pray to God to open the heavens Ndapota Mwari musandiite ordinary Servant Don't curse me nechi kesef se serpent Just bless me and raise me I will Make it My prayer to the father I might be gangster but I will never Worship another I still remember how I lost my Mother How I lost my mother I love you mommy Ndine zvandino believer Zvando planner ndichipaza sense Dzandino deliver Ndoita ndichida not sa Jonna Kuninivha Ndo rapper ne moyo nemapapu Nepfungwa ne liver Ndotora goridhe torai zvenyu sirivha Garai muzasi sebhutsu ndiri Mudenga se chabhivha Weakness Ichoice nii Nextlevel vari Bigger Ndichizoenda nemari handinga Nyarekunzi gold digger Tozvinzwisisa munofokasa Nezvamunoda handipedze nguva ku Repera kutora ma babie apoda Maybe dzamunoti Isugar kwandiri Isoda Mumadhaga imomo ndimomakazara Ngoda Under water Kana knowledge iri mvura Nextlevel vakatota Under water Don't claim kuti maybe Imbanje dzandibata Under water Aah aah underwater Watch ndeyako asi nguva ndeya Mwari Usa investe simba rako mukutrusta Shamwari Mukuuya ne beef ndikuuya ne Mombe huyai pa statue rambuya Nehanda coz ndoriga mombe Makaipazviri papi kunge kutu Nextlevel harisi pawn I rather bishop Kunge Tutu Remember before I rap ndaitamba boxing I had to protect myself coz ndine problem yemututu As they hate Mwari vanosimudza Chiyero At last ndiri mu range rover muchiri Muchisero Ndinonyora tsamba ndobva ndaisa Kero Ndobva ndaisa Tariro kunge burber Ndinezvigero Ndiku dropper ma bang bang Ndakachilla ne rare gang Infinite The big Voice Siego colly huh Saigo life Skelimbo walimbo Manager Luwis aaah Mistanextlevel Aah
The easy, fast & fun way to learn how to sing: 30DaySinger.com
Citation
Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:
Style:MLAChicagoAPA
"Under water Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 21 May 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/7809197/Mista+Nextlevel/Under+water>.
Discuss the Under water Lyrics with the community:
Report Comment
We're doing our best to make sure our content is useful, accurate and safe.
If by any chance you spot an inappropriate comment while navigating through our website please use this form to let us know, and we'll take care of it shortly.
Attachment
You need to be logged in to favorite.
Log In