Rabha Huma (R.I.P.P.S)

Ndi Kacee

(0 fans)

Ndi Kacee


3:37
36 

 Become A Better Singer In Only 30 Days, With Easy Video Lessons!

Yaad
Huh vapfana vajaira kusirwa YAAD pasong yapera, hahahah
Ndakaisirwa pabeat risari ratombogadzirirwa song
Modus yadzoka zvakare
Deluxe Edition
Ayy
Hanzi igore regonzo (shh)
Sataure zvinyadzi seporno (Mia Khalifa)
Uri chivharo chekodo, mubhoga wenhodo
Tora mafoto
Pasvika vapfana vegoshto (ndevapi ava)
Magemenzi salad coslow
Ndiwo marabha huma (yeah)
Tisu marabha huma (rrrr rabi)
Usadenhe marabha huma, marabha huma
Marabha huma (hahahahah)
Tisu marabha huma (rrrr rabi)
Usadenhe marabha huma, marabha huma
Ndinoimba nemaHakirosi (Marange)
Mupfana mupfumi yeah ndine mabarz kunge Takrose (gaganh)
Ndiri heavy duty kunge long-nose
Ukandiona ndakaparker ndiri boss boss
Pause pause, pause
Pause pause, ndati pause iwe ndati pause pause
Khule vadroppa saka post post
Chipoko round ndiri kuballer nemaghost ghost
Ukandiona negen'a ziva chakachaya ende tatovinga iwe
Imbomira kupratta ndiwe ukunhuwa mhanya unochinja nduwe
Ukandiona negen'a ziva chakachaya ende tatovinga iwe
Mira kupratta ndiwe ukunhuwa mhanya unochinja nduwe
Eh, eh ndikudawo
Ehe imimi imimi madzibaba vechidiki, vari apa ava
Svikai pano ndine tsanangudzo yenyu yandarakidzwa nemweya
Pfugamai apa
Aiwa musatye henyu musatye
Ndaona mukunyora form 4 but, gogo vakuda muite zidofo
Ngirozi yenyu yabva yati no no, mweya yemadzinza pano bhasopo
Ndichakupai mvura nedombo
Mwayai pachivanzi low low
Imimi zvenyu zvaita nekuti igore regonzo
Hanzi igore regonzo (shh)
Sataure zvinyadzi seporno (Mia Khalifa)
Uri chivharo chekodo, mubhoga wenhodo
Tora mafoto
Pasvika vapfana vegoshto (ndevapi ava)
Magemenzi salad coslow
Ndiwo marabha huma (yeah)
Tisu marabha huma (rrrr rabi)
Usadenhe marabha huma, marabha huma
Marabha huma (hahahahah)
Tisu marabha huma (rrrr rabi)
Usadenhe marabha huma, marabha huma
Kwazuvai, kwazuvai
Chasvika chikhule, ayy
I'm talking a couple K views
Pasina kana 2 days, ayy
Tisu tikurira mastreets
4-2-4 made all these niggas believe
Your favs got the bag and they got you deceived
Ndini nde korona I ain't talking disease mate
Pamabars handipotse ingori bullseye
Kana iwewe wakandivenga its a suicide
Baby rako rinondida it's good a sign
Baby rako rinondida it's good a sign
Pamabars handipotse ingori bullseye
Kana iwewe wakandivenga its a suicide
Baby rako rinondida it's good a sign
Baby rako rinondida it's good a sign
Rrrr rabi
Rrrr rabi
Hanzi igore regonzo (shh)
Sataure zvinyadzi seporno (Mia Khalifa)
Uri chivharo chekodo, mubhoga wenhodo
Tora mafoto
Pasvika vapfana vegoshto (ndevapi ava)
Magemenzi salad coslow
Ndiwo marabha huma (yeah)
Tisu marabha huma (rrrr rabi)
Usadenhe marabha huma, marabha huma
Marabha huma (hahahahah)
Tisu marabha huma (rrrr rabi)
Usadenhe marabha huma, marabha huma

 The easy, fast & fun way to learn how to sing: 30DaySinger.com

Written by: K Madondo

Lyrics © DistroKid

Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Discuss the Rabha Huma (R.I.P.P.S) Lyrics with the community:

0 Comments

    Citation

    Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:

    Style:MLAChicagoAPA

    "Rabha Huma (R.I.P.P.S) Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2023. Web. 4 Feb. 2023. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/4774948/Ndi+Kacee/Rabha+Huma+%28R.I.P.P.S%29>.

    Missing lyrics by Ndi Kacee?

    Know any other songs by Ndi Kacee? Don't keep it to yourself!

    Watch the song video

    Rabha Huma (R.I.P.P.S)

    63
    1     0

    Browse Lyrics.com

    Quiz

    Are you a music master?

    »
    Which Irish rock band sang The Boys Are Back In Town?
    • A. Led Zeppelin
    • B. Black Start Riders
    • C. Slade
    • D. Thin Lizzy

    Free, no signup required:

    Add to Chrome

    Get instant explanation for any lyrics that hits you anywhere on the web!

    Free, no signup required:

    Add to Firefox

    Get instant explanation for any acronym or abbreviation that hits you anywhere on the web!

    Ndi Kacee tracks

    On Radio Right Now

    Loading...

    Powered by OnRad.io


    Think you know music? Test your MusicIQ here!