NaJesu (feat. Therslicks)

Slyme Foxx

0 fans

Slyme Foxx


2:20

 Become A Better Singer In Only 30 Days, With Easy Video Lessons!

Ndiri muranda ndakachengetwa naJesu
Vanhu pavanochembedzana vanochinja face
Kombi pavanoswebedzana vanotarisa face
Kungojima 2weeks vakundipfekedza kavest
Dai watsvaga Jesu panodzoka Jesu
Panodzoka Jesu mhani dai watsvaga Jesu
Dai watsvaga Jesu dai watsvaga Jesu
Dai watsvaga Jesu anodzoka Jesu mhani dai watsvaga Jesu
Ndianiko akunetsa vanhu ndiyaniko akunetsa
Gava ukunetsa kunetsa
Nhai ndati ndianiko akunetsa vanhu gava akunetsa kunetsa
Ndiri muranda ndakachengetwa naJesu
Vanhu pavanochembedzana vanochinja face
Kombi pavanoswebedzana vanotarisa face
Kungojima 2weeks vakundipfekedza kavest
Dai watsvaga Jesu panodzoka Jesu
Panodzoka Jesu mhani dai watsvaga Jesu
Dai watsvaga Jesu dai watsvaga Jesu
Dai watsvaga Jesu anodzoka Jesu mhani dai watsvaga Jesu
Okay dakudyei ndebank ndegang double toast yecodeine
Boarder post hamurire there
Ada smoke akutambidzwa vape
Ndikatsamwa ndowetera map
I figured out mombe dzikuda chiwep
Pandisingazive ndonyora kadesh
Nhasi Shabba vakubhema muchurch
Hupenyu izama ndapasa matest
Take my dick out and nut on her face
Ndiri muranda ndakachengetwa naJesu
Vanhu pavanochembedzana vanochinja face
Kombi pavanoswebedzana vanotarisa face
Kungojima 2weeks vakundipfekedza kavest
Dai watsvaga jesu panodzoka jesu
Panodzoka jesu mhani dai watsvaga jesu
Dai watsvaga jesu dai watsvaga jesu
Dai watsvaga jesu anodzoka jesu mhani dai watsvaga jesu
Ndianiko akunetsa vanhu ndiyaniko akunetsa
Gava ukunetsa kunetsa
Nhai ndati ndianiko akunetsa vanhu gava akunetsa kunetsa

 Become A Better Singer In Only 30 Days, With Easy Video Lessons!

Written by: George Taaziva

Lyrics © DistroKid

Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Discuss the NaJesu (feat. Therslicks) Lyrics with the community:

0 Comments

    Citation

    Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:

    Style:MLAChicagoAPA

    "NaJesu (feat. Therslicks) Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 20 Apr. 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/12920505/Slyme+Foxx/NaJesu+%28feat.+Therslicks%29>.

    Missing lyrics by Slyme Foxx?

    Know any other songs by Slyme Foxx? Don't keep it to yourself!

    Browse Lyrics.com

    Quiz

    Are you a music master?

    »
    BTS: "Smooth like butter, pull you in like no other. Don't need no Usher to remind me ___ got it bad."
    A I
    B now
    C we
    D you

    Free, no signup required:

    Add to Chrome

    Get instant explanation for any lyrics that hits you anywhere on the web!

    Free, no signup required:

    Add to Firefox

    Get instant explanation for any acronym or abbreviation that hits you anywhere on the web!

    Slyme Foxx tracks

    On Radio Right Now

    Loading...

    Powered by OnRad.io


    Think you know music? Test your MusicIQ here!